Revhitiko 21:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Muprista mukuru, uyo ari pakati pavakoma navanun'una vake, akadirwa mafuta okuzodzwa pamusoro pake uye akagadzwa kuti apfeke nguo dzouprista, haafaniri kurega bvudzi rake risina kukamiwa, kana kubvarura nguo dzake.

Revhitiko 21

Revhitiko 21:4-11