Revhitiko 2:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Kana ukauya nechipiriso chezviyo zvakabikwa muchitofu chinofanira kuva choupfu hwakatsetseka: makeke anenge aitwa asina mbiriso uye akasanganiswa namafuta kana kuti makeke matete asina mbiriso akazorwa mafuta.

Revhitiko 2

Revhitiko 2:1-14