Revhitiko 2:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munokwanisa kuzviuyisa kuna Jehovha sechipiriso chezvirimwa zvamunotanga kukohwa asi hazvifaniri kuuyiswa paaritari somunhuwi unonhuwira zvinofadza.

Revhitiko 2

Revhitiko 2:5-15