Revhitiko 19:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ani naani anozvidya achapiwa mhosva nokuti asvibisa chitsvene kuna Mwari; munhu iyeye anofanira kubviswa pakati pavanhu vokwake.

Revhitiko 19

Revhitiko 19:6-12