Revhitiko 19:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Mumwe nomumwe wenyu anofanira kuremekedza mai nababa vake uye munofanira kuchengetedza maSabata angu. Ndini Jehovha Mwari wenyu.

Revhitiko 19

Revhitiko 19:1-13