Revhitiko 19:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Kana murume akavata nomukadzi ari murandakadzi akavimbiswa kuno mumwe murume, asi mukadzi asina kudzikinurwa kana kupiwa rusununguko rwake, panofanira kuva nokurangwa kwakakodzera. Asi haafaniri kuurayiwa nokuti mukadzi uyu anga asati asunungurwa.

Revhitiko 19

Revhitiko 19:15-21