Revhitiko 19:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Usatsvaka kutsiva kana kugara nedaka nomumwe wavanhu vokwako asi ida muvakidzani wako sokuda kwaunozviita iwe. Ndini Jehovha.

Revhitiko 19

Revhitiko 19:10-23