Revhitiko 19:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musakohwa kechipiri mumunda wemizambiringa kana kunhonga mazambiringa adonha. Zvisiyire varombo kana vatorwa. Ndini Jehovha Mwari wenyu.

Revhitiko 19

Revhitiko 19:1-20