Revhitiko 18:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Usasangana nomukadzi pamwe chete nomwanasikana wake. Usasangana nomwanasikana womwanakomana wake kana mwanasikana womwanasikana wake; ihama dzake dzepedyo. Zvakaipa izvozvo.

Revhitiko 18

Revhitiko 18:14-24