Revhitiko 17:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Ani naani, angava chizvarwa chenyu kana mutorwa, anodya chinhu chinowanikwa chakafa, kana kuti chinowanikwa chakabvarurwa nemhuka dzomusango, anofanira kusuka nguo dzake agoshamba nemvura uye achava asina kuchena kusvikira manheru; ipapo achava akachena.

Revhitiko 17

Revhitiko 17:6-16