Revhitiko 16:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Anofanira kukanda mijenya pambudzi mbiri idzi, mumwe mujenya waJehovha nomumwe wembudzi yokutakudzwa.

Revhitiko 16

Revhitiko 16:1-11