Revhitiko 16:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Uyu unofanira kuva mutemo unogara nokusingaperi kwamuri: Pazuva regumi romwedzi wechinomwe munofanira kutsanya musingaiti kana basa, chingava chizvarwa chenyu kana mutorwa agere pakati penyu,

Revhitiko 16

Revhitiko 16:24-31