Revhitiko 12:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Kana mazuva okucheneswa nokuda kwomwanakomana kana mwanasikana apera, anofanira kuuya kumuprista pamusuo weTende Rokusangana, negwayana rine gore rimwe chete sechipiriso chinopiswa nehangaiwa diki kana njiva yechipiriso chechivi.

Revhitiko 12

Revhitiko 12:1-8