Revhitiko 12:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino mukadzi anofanira kumirira mazuva makumi matatu namatatu kuti acheneswe pakubuda ropa kwake. Haafaniri kubata chinhu chipi zvacho chitsvene kana kusvika kunzvimbo tsvene kusvikira mazuva okucheneswa kwake apera.

Revhitiko 12

Revhitiko 12:1-8