Revhitiko 12:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Uti kuvaIsraeri, ‘Mukadzi akava napamuviri akabereka mwanakomana, achava asina kuchena kwamazuva manomwe, sezvaanova asina kuchena paanoenda kumwedzi.

Revhitiko 12

Revhitiko 12:1-8