Revhitiko 11:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hamufaniri kudya chisikwa chipi zvacho chinokambaira panyika, chingava chinofamba nedumbu kana chinofamba namakumbo mana kana namakumbo akawanda, chinonyangadza.

Revhitiko 11

Revhitiko 11:37-47