Revhitiko 11:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munhu wose achadya imwe nyama yacho anofanira kusuka nguo dzake agova asina kuchena kusvikira manheru.

Revhitiko 11

Revhitiko 11:35-47