Revhitiko 11:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pane zvose zvinokambaira panyika, izvi hazvina kuchena kwamuri. Asi ani naani anozvibata kana zvafa achava akasviba kusvikira manheru.

Revhitiko 11

Revhitiko 11:26-37