Revhitiko 11:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munogona kudya mhuka ipi zvayo ina mahwanda, akapararana zvachose, uye inozeya zvokudya.

Revhitiko 11

Revhitiko 11:1-5