Revhitiko 11:11-16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

11. Uye sezvo zvichinyangadza kwamuri hamufaniri kudya nyama yazvo uye munofanira kusema zvitunha zvazvo.

12. Chose chinhu chinorarama mumvura chisina zvimbi namakwati chinonyangadza kwamuri.

13. “ ‘Idzi ndidzo shiri dzamunofanira kusema, uye musadzidya nokuti dzinonyangadza kwamuri: gondo, gora, chapungu,

14. ruvangu rutsvuku, marudzi ose oruvangu rutema,

15. marudzi ose amakunguo,

16. marudzi ose amazizi, shiri yegungwa namarudzi ose oruvangu,

Revhitiko 11