Revhitiko 11:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi zvipuka zvose zvomugungwa kana munzizi zvisina zvimbi namakwati, kunyange pakati pezvinouya samatutu kana pakati pezvose zvisikwa zvinorarama mumvura, zvinonyangadza kwamuri.

Revhitiko 11

Revhitiko 11:1-18