Revhitiko 10:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Iwe navanakomana vako hamufaniri kunwa waini kana zvimwe zvinwiwa zvakaviriswa pose pose pamunopinda muTende Rokusangana nokuti mungafa. Uyu mutemo usingaperi kusvikira kumarudzi anotevera.

Revhitiko 10

Revhitiko 10:8-16