Revhitiko 10:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Mozisi akati kuna Aroni, “Izvi ndizvo zvakataurwa naJehovha paakati: ‘Pakati peavo vachaswedera kwandiri ndicharatidza utsvene hwangu, pamberi pavanhu vose ndichakudzwa.’ ”

Revhitiko 10

Revhitiko 10:1-4