Revhitiko 10:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mozisi akati kuna Aroni navanakomana vake vakanga vasara, Ereazari naItamari, “Torai chipiriso chezviyo kubva pazvipiriso zvakaitirwa Jehovha nomoto, zvakagadzirwa pasina mbiriso mugochiisa parutivi pearitari nokuti chitsvene-tsvene.

Revhitiko 10

Revhitiko 10:8-17