Revhitiko 10:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Nadhabhi naAbhihu, vanakomana vaAroni vakatora, mumwe nomumwe, hadyana yake yezvinonhuwira, vakaisamo moto, vakaisawo zvinonhuwira, vakaisa moto usingabvumirwi pamberi paJehovha zvaakanga asina kuvarayira.

Revhitiko 10

Revhitiko 10:1-3