Revhitiko 1:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Taura kuvana vaIsraeri uti kwavari, ‘Kana munhu upi zvake pakati penyu achiuya nechipiriso kuna Jehovha ngaauye nechipiriso chezvipfuwo, zvemombe kana zvamakwai.

Revhitiko 1

Revhitiko 1:1-12