Obhadhia 1:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vose vaiva nesungano newe vachakumanikidza kusvikira kumuganhu; shamwari dzako dzichakunyengera dzigokukunda; vanodya zvokudya zvako vachakuisira musungo, asi haungazvizivi.

Obhadhia 1

Obhadhia 1:4-12