Obhadhia 1:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kana mbavha dzikauya kwamuri, kana makororo usiku– Haiwa, muchaparadzwa zvakadiniko– havaizoba kusvikira pavanoda here? Dai vatanhi vamazambiringa vaiuya kwamuri, ko, havaizosiya mazambiringa mashoma here?

Obhadhia 1

Obhadhia 1:1-13