Obhadhia 1:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kuzvikudza kwemwoyo yenyu kwakakunyengerai, iyemi mugere mumikaha yamatombo muchiita kwakakwirira misha yenyu, imi munoti mumwoyo yenyu, ‘Ndianiko angandiburutsira pasi?’

Obhadhia 1

Obhadhia 1:2-10