Obhadhia 1:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuda kwokuti wakarwisa munun'una wako Jakobho, uchafukidzwa nenyadzi; uchaparadzwa nokusingaperi.

Obhadhia 1

Obhadhia 1:9-20