Zvakaratidzwa Obhadhia. Zvanzi naIshe Jehovha pamusoro peEdhomu—Takanzwa shoko rakabva kuna Jehovha richiti: Nhume yakatumwa kundudzi kuti indotaura ichiti, “Simukai, tiende tindorwa hondo naye”–