Numeri 9:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi vamwe vavo havana kupemberera Pasika nomusi iwoyo nokuti vakanga vasina kuchena nokuda kwechitunha. Saka vakauya kuna Mozisi naAroni musi iwoyo uye,

Numeri 9

Numeri 9:4-7