Numeri 9:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Taurira vaIsraeri kuti: ‘Mumwe wenyu kana zvizvarwa zvenyu kana vasvibiswa nokuda kwechitunha uye kana kuti vari parwendo, naivowo vangapemberera Pasika yaJehovha.

Numeri 9

Numeri 9:6-20