Numeri 7:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye akapa ngoro ina nenzombe tsere kuvaMerari, maererano nezvaidiwa pabasa ravo. Vose vakanga vachirayirwa naItamari mwanakomana waAroni, muprista.

Numeri 7

Numeri 7:1-14