Numeri 7:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva rechitatu, Eriabhu mwanakomana waHeroni, mutungamiri wavanhu vokwaZebhuruni, akauya nechipiriso chake.

Numeri 7

Numeri 7:21-32