Numeri 7:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mozisi akati apedza kumisa tabhenakeri, akaizodza akaitsaura pamwe chete nemidziyo yayo yose. Akazodzawo nokutsaura aritari nemidziyo yayo yose.

Numeri 7

Numeri 7:1-4