Numeri 6:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange kana baba vake chaivo, kana mai vake, kana munun'una kana hanzvadzi vafa, haafaniri kuzvisvibisa nokuda kwavo, nokuti chiratidzo chokuzvitsaurira kuna Mwari chiri pamusoro wake.

Numeri 6

Numeri 6:1-9