Numeri 6:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

anofanira kusanwa waini nezvimwe zvinodhaka uye haafaniri kunwa vhiniga yakaitwa newaini kana nezvimwe zvinonwiwa zvinodhaka. Haafaniri kunwa muto wamazambiringa, kana kudya mazambiringa, kana akaomeswa.

Numeri 6

Numeri 6:1-12