Numeri 6:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muprista anofanira kupa imwe yacho sechipiriso chechivi uye imwe yacho sechipiriso chinopiswa kuti amuyananisire nokuti iye akatadza paakava pedyo nechitunha. Anofanira kunatsa musoro wake nezuva iroro.

Numeri 6

Numeri 6:4-19