Numeri 5:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana munhu uyo asina hama yepedyo uyo angapiwa zviri kuripirwa mhosva, muripo uyu ndowaJehovha uye unofanira kupiwa kumuprista, pamwe chete negondohwe rokumuyananisira.

Numeri 5

Numeri 5:1-9