Numeri 5:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Uti kuvaIsraeri: ‘Kana murume kana mukadzi akakanganisira mumwe nenzira ipi zvayo uye saizvozvo akasava akatendeka kuna Jehovha munhu uyo ane mhosva,

Numeri 5

Numeri 5:5-8