Numeri 5:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro hazvo, kana mukadzi uyo asina kuzvisvibisa uye akachena achasunungurwa pamhosva iyo uye achagona kubereka vana.

Numeri 5

Numeri 5:27-31