Numeri 5:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Anofanira kunwisa mukadzi uyu mvura inovava iyo inouyisa kutukwa, uye mvura iyi ichapinda maari igouyisa kutambudzika nokuvaviwa.

Numeri 5

Numeri 5:19-31