Numeri 5:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Rayira vaIsraeri kuti vabudise mumusasa ani zvake ane chirwere cheganda romuviri kana kuerera kupi zvako, kana akasvibiswa nokuda kwechitunha.

Numeri 5

Numeri 5:1-12