Numeri 4:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana ungano yosimuka Aroni navanakomana vake vanofanira kupinda vagobvisa chidzitiro vagofukidza areka yeChipupuriro nacho.

Numeri 4

Numeri 4:2-13