Numeri 4:45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uku ndiko kwakanga kuri kuwanda kwaavo vaiva mudzimba dzavaMerari. Mozisi naAroni vakavaverenga maererano nokurayira kwaJehovha kubudikidza naMozisi.

Numeri 4

Numeri 4:40-49