Numeri 4:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndiko kwakanga kuri kuwanda kwaavo vakanga vari vedzimba dzavaGerishoni vaishanda muTende Rokusangana. Mozisi naAroni vakavaverenga maererano nokurayira kwaJehovha.

Numeri 4

Numeri 4:37-49