Numeri 4:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uku ndiko kwaiva kuwanda kwavose vedzimba dzavaKohati vaishanda muTende Rokusangana. Mozisi naAroni vakavaverenga maererano nokurayira kwaJehovha kubudikidza naMozisi.

Numeri 4

Numeri 4:30-45