Numeri 4:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

pamwe chete nembiru dzinopoteredza ruvazhe nehwaro hwadzo, mbambo dzetende, tambo, midziyo yavo yose uye nezvose zvinoshandiswa pamwe chete nazvo. Govera murume mumwe nomumwe zvinhu zvaanofanira kutakura.

Numeri 4

Numeri 4:26-37