Numeri 4:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kuti vararame uye varege kufa pavanoswedera pedyo nezvinhu zvitsvene, uvaitire izvi: Aroni navanakomana vake vanofanira kupinda munzvimbo tsvene vagorayira murume mumwe nomumwe basa rake nezvaanofanira kuita.

Numeri 4

Numeri 4:16-20